Religion

“Handina kuchekeresa”, Madzibaba Masango cries out

Zim Talks TV
Written by Zim Talks TV

Popular back to sender prophet of the Johannes Masowe Kubata kweVapostori whose fame had flooded the nation due to his enormous works recently lost all three of his kids in an car accident .Rumors circulated on all parts of the social media stating that he had sacrificed his children for riches.

However, Madzibaba Masango denied these allegations saying all the properties (makombi and others unknown) he has its through hard work and there is nothing fishy about it.

In an interview with Phatisani Sibanda on Star FM on Tuesday,madzibaba expressed his agony on how he wished his whole family was intact in order to enjoy all he has.

Below is his direct claim,


Dai ndaida kuchekeresa ndaiita Izvozvo ndisina chandiinacho ndozotanga kusimuka kutenga makombi ndichienda kumberi, but now mari yacho ndinoidya nani?
Makombi angu arikungoshanda apa handitika, uye ndine mamwe mabusiness andinoita asingazivikanwe. Handingachekerese vana vangu kuti ndiite mari. Ndinenge ndichitoda kudya mari yacho nemhuri yangu. I even cancelled my trip to UK because my children passed on. I wanted to go to the UK for my children. Handingade kubata ropa mumaoko mangu for pfuma.
…Kuchekeresa handingachekerese because pfuma yangu ndagara ndinayo. Zvandingangoudza ruzhinji kusanganisira varikukanda pfungwa dzavo pasocial media ndezvekuti rufu murawo waMwari harutizwe, harujaiirirwe rwunongowira parunoda zvisinei kuti kuti urimuporofita kana kuti unoshopera.

Leave a Comment